The post Enzo Ishall – Siki Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>
KaPaper, kana muchida
Oyyy
Brrr
Kashizha kapaper aka kashizha
Kudzi kukonzera ruzha
Achimedza
Zvidiki diki ndoda maseconds, handidi week
Ndadaro nekuti ndiri papeak
Changu chirauro chabata shark
Pandati attack
Ndomaker sense
Ndodhura handitengwe nemacents
Ndopinda pacho panzi patense
Ndakazvipira magents
Kusvika vanditi chazunguza
Ndauya ndina chibhanguza
Pari kupisa apa pari hot
Chipinda ndibhure shot ahhh!
Chorus
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta ehh
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta, Pfoo
Ndaenda newin
Vakunditi ko zvakatanga riini
Iwewe hausi inini, inini nditori nhinhi
Ndomutsa mushini
Ndini ndinotanga maninhwa
Kupedza zvinotobhowa kwete zvemakuhwa
Chandakadyara ndakakohwa
Ndosaka nhasi charira chingoma charohwa
Chisunga dzisimbe ndati tifambe usazvirambe
Pandino jambisa vasingajambe
Pandinobhambisa zvisinga bhambe
Panorira pembe
Chorus
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta ehh
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta, Pfoo
Zvidiki diki hazvindishushe
Haisisiri nguva yehweshe
Ndinaro ropa rehushe
Bvunza Munashe
Yess, Finesse, No Mercy
Zvanhasi zvingori worse
Zvanhasi hazvina reverse
Tarisa face
Zvidiki diki ndoda maseconds, handidi week
Ndadaro nekuti ndiri papeak
Changu chirauro chabata shark
Pandati attack
Ndomaker sense
Ndodhura handitengwe nemacents
Ndopinda pacho panzi patense
Ndakazvipira magents
Kusvika vanditi chazunguza
Ndauya ndina chibhanguza
Pari kupisa apa pari hot
Chipinda ndibhure shot, hona!
Chorus
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta ehh
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta, Yah
Ndaenda newin
Vakunditi ko zvakatanga riini
Iwewe hausi inini, inini nditori nhinhi
Ndomutsa mushini
Ndini ndinotanga maninhwa
Kupedza zvinotobhowa kwete zvemakuhwa
Chandakadyara ndakakohwa
Ndosaka nhasi charira chingoma charohwa
Chisunga dzisimbe ndati tifambe usazvirambe
Pandino jambisa vasingajambe
Pandinobhambisa zvisinga bhambe
Panorira pembe
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta ehh
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta, Yah
The post Enzo Ishall – Siki Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Winky D Lyrics – Happy Again appeared first on Provoker Magazine.
]]>Winky D Lyrics – Happy Again
Its not money that can buy you all the things in life
Its not money that can make you be a better wife
Its not money that can make you pay the love price
Its not money no
These three little words
Running up in my nerves
If I say I love you gyal and you say you love me too
We can be happy again
[Chorus]
These three little words
Running up in my nerves
If I say I love you gyal and you say you love me too
We can be happy again
The silver and gold is meant for the world
The love that I hold is meant for your soul
The rivers will flow
And nature will call
I hope you will know
That I’m giving my all
I’ve come to light that fire fire fire again
I’ve come to light that fire fire fire again
With these three little words
RunningĀ up in my nerves
I won’t promise you no silver
This is all that I have
[Chorus]
These three little words
Running up in my nerves
If I say I love you gyal and you say you love me too
We can be happy again
Some even kill for love
Some blood will spill for love
When all the love is gone
They keep on holding on to grudge
But gyal you have come in peace
I’m glad to live my wish
I’m going to fill this empty space with love and happiness
I’ve come to light that fire fire fire again
I’ve come to light that fire fire fire again
RunningĀ up in my nerves
I won’t promise you no silver
This is all that I have
[Chorus]
These three little words
Running up in my nerves
If I say I love you gyal and you say you love me too
We can be happy again
These three little words
Running up in my nerves
If I say I love you gyal and you say you love me too
We can be happy again
The post Winky D Lyrics – Happy Again appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Enzo Ishall Lyrics – Zuva Risingasvike appeared first on Provoker Magazine.
]]>
Ndauya Mukoma
Ndaona nda dhoma
Ndagara nda aimer
Ndichiri kufema
Handirevi nhema
Ndakunyatso zoomer
Nda zoomer
CHORUS
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike
Ndinoda kutenda ndaona ranhasi
Ndirimo murace ndini rimwe horse
Musango musango handivhunduke loss
Skiri racho rekunanganisa pasource
Handisi kudyara muconcrete
Nerimwe zuva ndichadhonza semagnet
Kukundikana kuriko haisi secret
Misi haifanane ndakaonera zhet
CHORUS
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike
Kune zuva rekuchema, zuva rekufara
Zuva rekuenda, zuva rekusara
Zuva rekupusa, zuva rekungwara
Zuva rekuvhura kune zuva rekuvhara
Kana urikuchema, chema netariro
Kana urikufara zuva ndiroro
Kuti ubhururuke vhura mapapiro
Usaite sechipota madziro
Usavarairwe, usavarairwe
Takavaudza kare kuti hatinyeperwe
Usavarairwe, usavarairwe
Hatigone hasha dzegurwe
CHORUS
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike ee
Ndauya Mukoma
Ndaona nda dhoma
Ndagara nda aimer
Ndichiri kufema
Handirevi nhema
Ndakunyatso zoomer
Nda zoomer
Ndauya Tindo, ndauya Tapiwa
Ndauya Taru, ndauya zveshuwa
Ndauya Tafara, ndauya Tanaka
Ndauya Ranga, ndauya Chipedza
Ndinoda kutenda ndaona ranhasi
Ndirimo murace ndini rimwe horse
Musango musango handivhunduke loss
Skiri racho rekunanganisa pasource
Handisi kudyara muconcrete
Nerimwe zuva ndichadhonza semagnet
Kukundikana kuriko haisi secret
Misi hai… marzz
CHORUS
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike
Ouu uuu
The post Enzo Ishall Lyrics – Zuva Risingasvike appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Enzo Ishall Lyrics – Ehee appeared first on Provoker Magazine.
]]>
Ehee Ehee Ehee
Ehee Ehee Ehee
Ndoda kupisa paobvious
Zvisina kumira mushe zviri serious
SaScott, Kuku
Kune variko ndisiye ndisimbise
Mwari ndokumbira kuti vachenese
Kana ndatanga ndisiye ndipedzese
Ndimerure ini handitengese
Tiri kuno, tiri kuno
Hatina chinono, titone zano
Hatipo pakati pemazino
Asi nhasi asiyana nemusi uno
Dziichava nhoroondo
Mwari vanobudisa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo Mambo vano chinja musambo
(Chorus)
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
So, zvaikozvino ndiri covered
Handimbomire ndinoramba ndiri forward
Handimerure handi linke nemacowards
Nditori mudie hard
Zvaitombonetsa, zvaitononotsa
Zvaitovhundutsa, pachivhurumutsa
Pakabubhurutsa shiri takadzipotsa
Asi inzwi ndakarinzwa richiti
Nyarara nyarara
Hauna kuraswa, hausi marara
Mwari vakamuka havana kurara
Chitarira uone mhandu yoparara
Dzichava nhoroondo
Mwari vanobudisa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo Mambo vano chinja musambo
(Chorus)
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
Ndokwikwidza, ndokwikwidza
Handisi kumira ndopamidza
Chakandirwadza chakandichenjedza
Ndosaka pasina chichandidonhedza
Ndasimba ndakafamba
Ndasimba nerima ndasimba
Vazvimba
Zvekudyika dyika ndakazviramba
Dzichava nhoroondo
Mwari vanobudisa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo Mambo vano chinja musambo
(Chorus)
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
Kune variko ndisoiye ndisimbise
Mwari ndokumbira kuti vachenese
Kana ndatanga ndisiye ndipedzese
Ndimerure ini handitengese
Tiri kuno, tiri kuno
Hatina chinono, titone zano
Hatipo pakati pemazino
Asi nhasi asiyana nemusi uno
Dzichava nhoroondo
Mwari vanobudisa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo Mambo vano chinja musambo
(Chorus)
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
(credits)
Nyati, ndi Philip Mataranyika
Finesse, ndiKudzanai
Gangster corner
The post Enzo Ishall Lyrics – Ehee appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Maskiri – Lobengula Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>
Ndakakuwana mubutcher
Nekuti uri nyama
Ndakakupihwa nekanzuru
Nekuti uri pombi
Ndakakuwana mu tea
Nekuti uri sugar
Ndakakuwana mubutcher
Nekuti uri nyama
Lobengula Lobengula (eish)
Nekuti uri sugar (eish)
Lobengula Lobengula (eish)
Nekuti uri sugar (eish)
Hanzi rudo ibofu kunge Dr Love
Ndakusuwa kunge Soul Jah Love
Regai ndiite sa Zhakata ndive honest
Ane waist diki kunge madam wa Kanye West
Ne ka ash kemukeke, Blackforest
Une sugar semabhunu
Uri good munhu
Unodonha sugar ini ndodona spoon
Ndo describer here kusika kuzasi
Ndine malines muviri wese kunge munhu anorara pasi
Kunopisa uri mumvuri
Kunotonhora uri jasi
Chero ndikaenda pazuva kunge ndiri kuno fillisa gas
Ndinoteerera pastor wangu asi kwete nhasi
Nemuedzo wakadai wauya kusleepover
Sunday takaenda tisina hangover
Tonokumbira forgiveness kuna Jehovah
Tobva tanorayirwa
[chorus]
Ndakakuwana mubutcher
Nekuti uri nyama
Ndakakupihwa nekanzuru
Nekuti uri pombi
Ndakakuwana mu tea
Nekuti uri sugar
Ndakakuwana mubutcher
Nekuti uri nyama
Lobengula Lobengula (eish)
Nekuti uri sugar (eish)
Lobengula Lobengula (eish)
Nekuti uri sugar (eish)
Size 30 muskirt
Muviri wako magetsi
Ukaswera usipo kana usina kuenda
Ndocharger phone yangu kusvika pa100%
Bhonzo reyellow takaenda unovhura hombe
Kuita yellow sepakanzi Karigamombe
Wakwadza vapfanha vese mughetto kunge guka
Maghetto youths ese ari kukupfuka
Munhu akarambwa anotanga kutsvuka
Nevaskana futi vari kukunyeya vachisuka
Chenjera poison mskana anokuruka
Kunge MisRed ari kubuda mututu wakatsvuka
Apa pako pari flat kunge table yesnooker
Ukapfeka majeans uchimhanya anobvaruka
Une macurves sema banana akatarisana
Asi une inhaler…une ASS MA
Zita rangu ighost house
[chorus]
Ndakakuwana mubutcher
Nekuti uri nyama
Ndakakupihwa nekanzuru
Nekuti uri pombi
Ndakakuwana mu tea
Nekuti uri sugar
Ndakakuwana mubutcher
Nekuti uri nyama
Lobengula Lobengula (eish)
Nekuti uri sugar (eish)
Lobengula Lobengula (eish)
Nekuti uri sugar (eish)
Inini Lobengula (eish)
Iwewe uri sugar (eish)
Inini Lobengula (eish)
Iwewe uri sugar (eish)
[chorus]
Lobengula Lobengula (eish)
Iwewe uri sugar (eish)
Lobengula Lobengula (eish)
Nekuti uri sugar (eish)
Mudziyashe uh huh
Ndiitei ndiitei Lobengula
Lobe Lobe Lobengula
Baby zita rangu (uh huh) iGhost house
Nekuti ezuro manheru wairi screemaaa
Wairi screemaaa
Ichooo
(laughs)
kunakidza
maone ayo
Ichooo
The post Maskiri – Lobengula Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Holy Ten – Ndanzwa Nekufunga (Tamy) Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>
Ndanzwa nekufunga (yeah, Ten, yeah)
Ndanzwa nekufunga
Ndanzwa nekukufunga
Mastatuses ako ndo checker
You’re perfect hapana cho lacker
Boys rangu rati muroora wamai
And pavese apa, hapana anopenga
Pavese apa hapana ano fencer
Pavese apa hapana ano dancer
It’s the smiling for me
It’s the smiling for me
Same as the picture that’s on her ID
Thinking about riding and dying for me
As I think of Hawaii and a budget for 3
That’s me and you na Muku junior
Achindiruma achinditsunya
Chandakadzidza pakunyora magoals,
Kuti mufaro hawudi pfuma
Whatever the case you’re my African queen
Ndiwe Kimberley, Kanye West ndini
Ngiyakuthanda lo sweety
Ndiyakubonba kusasa
Wamuka fonera rasta
Wakuda fonera rasta
Baby girl imma be there
Ndozvacho zvanga ndichireva
Panga ndichichema
[chorus]
Ndanzwa nekufunga (yeah, Ten, yeah)
Ndanzwa nekufunga
Ndanzwa nekukufunga
Mastatuses ako ndo checker
You’re perfect hapana cho lacker
Boys rangu rati muroora wamai
And pavese apa, hapana anopenga
Pavese apa hapana ano fencer
Pavese apa hapana ano dancer
Do you promise we’re staying intact
To give me love and not take any back
To realise that our problems are not that unique
Most the people are making it back
I’m gonna say ndakuda raviro
I know we’re never alone when we talk
Cause when you talk anokunzwa madziro
It’s what the walls do, gotta go through
I gotta show you something
I’m gunnin for you mama
I’m coming for you partner
Ita udzoke pamba
Ndakazodzikama from the other life
I know I’m customised now
Kudhara ndaitongo bhaizawo
Mudhara wangu aitondi adviser
Mpfanha be a man
Tsvaga key ye ghedi
[chorus]
Ndanzwa nekufunga
Ndanzwa nekukufunga
Mastatuses ako ndo checker
You’re perfect hapana cho lacker
Boys rangu rati muroora wamai
And pavese apa, hapana anopenga
Pavese apa hapana ano fencer
Pavese apa hapana ano dancer
The post Holy Ten – Ndanzwa Nekufunga (Tamy) Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Holy Ten – Mr Holy Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>Holy Ten – Mr Holy Lyrics
Kanonditi Mr Holy Holy
Mr Holy Holy
(Mr Holy Holy)
Kanonditi Mr Holy Sorry
Inini nditori lonely
Kanonditi Mr Holy Holy
Mr Holy Holy
(Mr Holy Holy)
Kanonditi please inditora
Mr Holy Holy
(Mr Holy Holy)
Cash pane hari yakazara
Ende pane one yakazvara (chii?)
Mombe yehumai
Hanzi kwanzi
Ehe ka huya
Hanzi kwanzi tevera munyayi
Chokwadi wangu wandiisa mumafeels
Handei kuna mhamha
Ndakubvisa mumachills
Ngatipinde mugamba
Mapicture mastills
Mafilters maskills andiinawo
Pese pandinapo
[chorus]
Kanonditi Mr Holy Holy
Mr Holy Holy
(Mr Holy Holy)
Kanonditi Mr Holy Sorry
Inini nditori lonely
Kanonditi Mr Holy Holy
Mr Holy Holy
(Mr Holy Holy)
Kanonditi please inditora
Mr Holy Holy
(Mr Holy Holy)
Ukangoswedera mudhuze
Ndiri kutsara hana
Ndati ndigare ndakuudza
Ndiri kutsvaga hana
So ukaswedera mudhuze masamanyanga
Panoita earthquake
Pane maworkplace
Pane maholidays
Listen to whatever shawty says
Cause ndogona kubalancer ego nekukura
Ndogona kuvhakacha
Asi sara wakatsiga make sure
[chorus]
Kanonditi Mr Holy Holy
Mr Holy Holy
(Mr Holy Holy)
Makava ndomaziva nemazita
Kanonditi Mr Holy Sorry
Inini nditori lonely
Chokwadi wangu wandiisa mumafeels
Handei kuna mhamha
Ndakubvisa mumachills
Ngatipinde mugamba
Mapicture mastills
Mafilters maskills andiinawo
Pese pandinapo
Kanonditi Mr Holy Holy
Mr Holy Holy
(Mr Holy Holy)
Kanonditi Mr Holy Sorry
Inini nditori lonely
Kanonditi Mr Holy Holy
Mr Holy Holy
(Mr Holy Holy)
Kanonditi please inditora
Mr Holy Holy
(Mr Holy Holy)
The post Holy Ten – Mr Holy Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Shashl — Ghetto Buddies Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>Anonditora oenda neni, anondinakidza
Kughetto kughetto, zvinondinakidza
Kune nzizi dzinoyerera, anondinakidza
Kune nzizi dzinoyerera, zvinondinakidza
Anouya ruchiri rungwanani
Ondidzosa kumba madekwane
Ondibata ruoko oti honey
Handeyi kuya kuya
Ondisanganisa nemaghetto buddies
Akandiratidza panowanika zumbani
Oenda neni, anondinakidza
Kughetto kughetto, zvinondinakidza
Kune nzizi dzinoyerera, anondinakidza
Kune nzizi dzinoyerera, zvinondinakidza
Ndiri murudo
I’m in luh uh ove with somebody
Weku ghe eh to
Anonditenderedza brain
Anondidhomotsa, anopedza bhora
Anondiita ndi feeler bho
(when I am feeling)
Anonditora oenda neni, anondinakidza
Kughetto kughetto, zvinondinakidza
Kune nzizi dzinoyerera, anondinakidza
Kune nzizi dzinoyerera, zvinondinakidza
Anouya ruchiri rungwanani
Ondidzosa kumba madekwane
Ondibata ruoko oti honey
Handeyi kuya kuya
Ondisanganisa nemaghetto buddies
Akandiratidza panowanika zumbani
Anonditora oenda neni, anondinakidza
Kughetto kughetto, zvinondinakidza
Kune nzizi dzinoyerera, anondinakidza
Kune nzizi dzinoyerera, zvinondinakidza
Anonditora oenda neni, anondinakidza
Kughetto kughetto, zvinondinakidza
Kune nzizi dzinoyerera, anondinakidza
Kune nzizi dzinoyerera, zvinondinakidza
The post Shashl — Ghetto Buddies Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Voltz JT ft Holy Ten – How Far Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>
[Voltz JT]
How far, how far, how far
Are you willing to go kuti masinhi afambe
Kuti madhiri abaye
How far, how far, how far
Are you willing to go kuti madhiri anzi bho
Fire man don’t be slow
Cause hapana later kana chi time time
Cause maplan anenge ari five five
Pasina deal ingori bye bye
Pasina deal ingori bye bye
Hapana later kana chi time time
Cause maplan anenge ari five five
Senda maitem ndiri paWiFi
Senda maitem ndiri paWiFi
[Verse]
I used to sleep na4 ndomuka na5
Kuti masinhi afambe kuti madhiri afaye
I used to walk netsoka 10k
Ini ndodzoka 10k
Wait, mira i same day
Time time aitozoramba kufaya madhiri acho
But isusu tiri team renharo
Team rekuti ukapfuura you can feel
Kuti mageez apfuura nepano
Ndaona text, haasi masting wangu
Udza kafish iflaye
Wangu, wangu, wangu
Hona kana bhebhi wandinaye
I used to call her ari makseni
Then maskati, then manheru
Kuti madhiri afaye
Kuti ndipinde, iwewe urikuseka
[Chorus]
How far, how far, how far,
Are you willing to go,
Kuti masinhi afaye,
Kuti madhiri abaye,
How far, how far, how far
Are you willing to go, kuti madhiri anzi bho
Fire man don’t be slow
Cause hapana later kana chi time time
Cause maplan anenge ari five five
Pasina deal ingori bye bye
Pasina deal ingori bye bye
Hapana later kana chi time time
Cause maplan anenge ari five five
Senda maitem ndiri paWiFi
Senda maitem ndiri paWiFi
[Holy Ten]
Takabva kudhara tinana Sean
Kuchikoro taicleaner madorm
Taibira vaibika mascones
Taikika madoor
Taigara nerekeni
Four years later zvaizvezvi tiri patour
Tiri kubaya kuGerman
Can I get an amen
Hanzi leader wemayouth
Vane ka oomph, vane ka oomph
But hatizive kuti kanowanikwa kupi
Kanobva kupi, kanobva kupiko
Ndobva Harare kwatinotongwa negarwe
Patinohodha kuMbare
Zvatinohodha hazvitaurwe
Zvatinohodha zvizhinji
Usandipe mood, usandipe ziso, tora mabhisvo
Kana maziso ako ari red rova mabhingo
[Chorus]
How far, how far, how far,
Are you willing to go,
Kuti masinhi afaye,
Kuti madhiri abaye,
How far, how far, how far
Are you willing to go, kuti madhiri anzi bho
Fire man don’t be slow
Cause hapana later kana chi time time
Cause maplan anenge ari five five
Pasina deal ingori bye bye
Pasina deal ingori bye bye
Hapana later kana chi time time
Cause maplan anenge ari five five
Senda maitem ndiri paWiFi
Senda maitem ndiri paWiFi
The post Voltz JT ft Holy Ten – How Far Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Jah Prayzah – Nyeredzi Lyrics (Gwara Album) appeared first on Provoker Magazine.
]]>Nguo dzaakashonga
Nyemwerero inobaya
Moyo wozorora
Uchamuona
Pose paanosvika anoti makadii nemutsa
Moyo wozorora
Uchamuona
Achityora muzura
Moyo wozorora
Uchamuoona
Akasenga chirongo
Moyo wozorora
Uyo akasunga chuma
Ndongoti une ndoro chena
Usimuke pakati pevamwe ndikusarudze
Uyo asunga chuma
Ndongoti une ndoro chena
Nyeredzi vaima ndikuone
Vekwedu vanobayira mombe
Dai wangondida ndikudewo
Toita tsika nditsikewo
Nyeredzi vaima ndikuone
Vekwedu vanobayira mombe
Dai wangondida ndikudewo
Toita tsika nditsikewo
Kure kwegava ndinofira mukuzama
Chido chehana ndofira mukuzama
Kure kwegava ndinofira mukuzama
Chido chehana
Kuti ndisiye moyo waramba
Kuti ndivate hope dzaramba
Kuti tana kuti tana
Kuti ndisiye moyo waramba
Kuti ndivate hope dzaramba
Kuti tana kuti tana
Nyeredzi vaima ndikuone
Vekwedu vanobayira mombe
Dai wangondida ndikudewo
Toita tsika nditsikewo
Mmm Rurimi kamoto
Dzinenge ndimi dzerudo
Kunge chumi chezvipo
Kunge gumi renziyo
Mmm Rurimi kamoto
Dzinenge ndimi dzerudo
Kunge chumi chezvipo
Kunge gumi renziyo
Usimuke pakati pevamwe dzikusarudze
Wakasung chuma
Ndongoti une ndoro chena
Nyeredzi vaima ndikuone
Vekwedu vanobayira mombe
Dai wangondida ndikudewo
Toita tsika nditsikewo
Nyeredzi vaima ndikuone
Vekwedu vanobayira mombe
Dai wangondida ndikudewo
Toita tsika nditsikewo
The post Jah Prayzah – Nyeredzi Lyrics (Gwara Album) appeared first on Provoker Magazine.
]]>