Enzo Ishall – Siki Lyrics KaPaper, kana muchida Oyyy Brrr Kashizha kapaper aka kashizha Kudzi kukonzera ruzha Achimedza Zvidiki diki ndoda maseconds, handidi week Ndadaro nekuti ndiri papeak Changu chirauro chabata shark Pandati attack Ndomaker sense Ndodhura handitengwe nemacents Ndopinda pacho panzi patense Ndakazvipira magents Kusvika vanditi chazunguza Ndauya ndina chibhanguza… Continue reading Enzo Ishall – Siki Lyrics
Tag: Enzo Ishall
Enzo Ishall Lyrics – Zuva Risingasvike
Enzo Ishall Lyrics – Zuva Risingasvike Ndauya Mukoma Ndaona nda dhoma Ndagara nda aimer Ndichiri kufema Handirevi nhema Ndakunyatso zoomer Nda zoomer CHORUS Hakuna zuva risingasvike Hakuna zuva rinobuda risingadoke Changu ndechekuvhura pasingavhurike Handitsauke nzira handirasike Ndinoda kutenda ndaona ranhasi Ndirimo murace ndini rimwe horse Musango musango handivhunduke loss Skiri racho rekunanganisa… Continue reading Enzo Ishall Lyrics – Zuva Risingasvike
Enzo Ishall Lyrics – Ehee
Enzo Ishall – Ehee Ehee Ehee Ehee Ehee Ehee Ehee Ndoda kupisa paobvious Zvisina kumira mushe zviri serious SaScott, Kuku Kune variko ndisiye ndisimbise Mwari ndokumbira kuti vachenese Kana ndatanga ndisiye ndipedzese Ndimerure ini handitengese Tiri kuno, tiri kuno Hatina chinono, titone zano Hatipo pakati pemazino Asi nhasi asiyana nemusi uno… Continue reading Enzo Ishall Lyrics – Ehee
Enzo Ishall lyrics – Takuita So [Holy Ten diss track]
Enzo Ishall – Takuita So (a response to Makuita sei by Holy Ten) Brrrrrrr Akakumisa Tammy Akakumisa Tammy wakanzi easy apapa ndepaChiweda Nyangwe Chiweda isiri mbada Anongopadya pauri kuda Kana ndanyepa ndigere zuda Undigere zuda Takuita sei? Takuita so Ndakukutsvukisa ziso Ndobva ndakubvisa chiri kumeso Uri gitare kuno kuMacheso Kukohwa mumunda menyu Ndicho… Continue reading Enzo Ishall lyrics – Takuita So [Holy Ten diss track]
Prophet to buy Enzo Ishall stand in Harare
Prophet Edd Branson is founder of Jesus Generation International Ministries. In 2019 he became the first Zimbabwean to be appointed the director commissioner of African Culture Diversity and Entrepreneurship by the Global Diplomatic Council. He has stated that he will be buying the ‘Kanjiva‘ artist Enzo Ishall a stand on Wednesday. The Prophet, who was… Continue reading Prophet to buy Enzo Ishall stand in Harare
Watch: Enzo Ishall Kanjiva Official Music Video
Enzo Ishall’s Kanjiva is probably the most played song at the moment on radio, but the video which has been out for a while now hasn’t received the same attention, so we thought we could share it with other Zimdancehall fans out there.