Jah Prayzah – Chimwe neChimwe Lyrics (Gwara Album) Gore riye rakauya nenhamo Chimwe ne chimwe chine nguva yacho Tichabira rwizi mai mwana Chingoomera uripo mangwana zvinonaka Dura riya uchariona razara Tichapanda mhodzi mai mwana Nzara mumba mangu ndikafunga kachana Chimwe nechimwe chine nguva yacho Tichabira rwizi mai mwana Chingoomera uripo mangwana zvinonaka Dura… Continue reading Jah Prayzah – Chimwe neChimwe Lyrics (Gwara Album)
