The post Enzo Ishall – Siki Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>
KaPaper, kana muchida
Oyyy
Brrr
Kashizha kapaper aka kashizha
Kudzi kukonzera ruzha
Achimedza
Zvidiki diki ndoda maseconds, handidi week
Ndadaro nekuti ndiri papeak
Changu chirauro chabata shark
Pandati attack
Ndomaker sense
Ndodhura handitengwe nemacents
Ndopinda pacho panzi patense
Ndakazvipira magents
Kusvika vanditi chazunguza
Ndauya ndina chibhanguza
Pari kupisa apa pari hot
Chipinda ndibhure shot ahhh!
Chorus
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta ehh
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta, Pfoo
Ndaenda newin
Vakunditi ko zvakatanga riini
Iwewe hausi inini, inini nditori nhinhi
Ndomutsa mushini
Ndini ndinotanga maninhwa
Kupedza zvinotobhowa kwete zvemakuhwa
Chandakadyara ndakakohwa
Ndosaka nhasi charira chingoma charohwa
Chisunga dzisimbe ndati tifambe usazvirambe
Pandino jambisa vasingajambe
Pandinobhambisa zvisinga bhambe
Panorira pembe
Chorus
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta ehh
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta, Pfoo
Zvidiki diki hazvindishushe
Haisisiri nguva yehweshe
Ndinaro ropa rehushe
Bvunza Munashe
Yess, Finesse, No Mercy
Zvanhasi zvingori worse
Zvanhasi hazvina reverse
Tarisa face
Zvidiki diki ndoda maseconds, handidi week
Ndadaro nekuti ndiri papeak
Changu chirauro chabata shark
Pandati attack
Ndomaker sense
Ndodhura handitengwe nemacents
Ndopinda pacho panzi patense
Ndakazvipira magents
Kusvika vanditi chazunguza
Ndauya ndina chibhanguza
Pari kupisa apa pari hot
Chipinda ndibhure shot, hona!
Chorus
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta ehh
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta, Yah
Ndaenda newin
Vakunditi ko zvakatanga riini
Iwewe hausi inini, inini nditori nhinhi
Ndomutsa mushini
Ndini ndinotanga maninhwa
Kupedza zvinotobhowa kwete zvemakuhwa
Chandakadyara ndakakohwa
Ndosaka nhasi charira chingoma charohwa
Chisunga dzisimbe ndati tifambe usazvirambe
Pandino jambisa vasingajambe
Pandinobhambisa zvisinga bhambe
Panorira pembe
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta ehh
Siki! Bhoo! Oh no! Pfoo
Ah munondiguta
Nhasi munondiguta, Yah
The post Enzo Ishall – Siki Lyrics appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Enzo Ishall Lyrics – Zuva Risingasvike appeared first on Provoker Magazine.
]]>
Ndauya Mukoma
Ndaona nda dhoma
Ndagara nda aimer
Ndichiri kufema
Handirevi nhema
Ndakunyatso zoomer
Nda zoomer
CHORUS
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike
Ndinoda kutenda ndaona ranhasi
Ndirimo murace ndini rimwe horse
Musango musango handivhunduke loss
Skiri racho rekunanganisa pasource
Handisi kudyara muconcrete
Nerimwe zuva ndichadhonza semagnet
Kukundikana kuriko haisi secret
Misi haifanane ndakaonera zhet
CHORUS
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike
Kune zuva rekuchema, zuva rekufara
Zuva rekuenda, zuva rekusara
Zuva rekupusa, zuva rekungwara
Zuva rekuvhura kune zuva rekuvhara
Kana urikuchema, chema netariro
Kana urikufara zuva ndiroro
Kuti ubhururuke vhura mapapiro
Usaite sechipota madziro
Usavarairwe, usavarairwe
Takavaudza kare kuti hatinyeperwe
Usavarairwe, usavarairwe
Hatigone hasha dzegurwe
CHORUS
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike ee
Ndauya Mukoma
Ndaona nda dhoma
Ndagara nda aimer
Ndichiri kufema
Handirevi nhema
Ndakunyatso zoomer
Nda zoomer
Ndauya Tindo, ndauya Tapiwa
Ndauya Taru, ndauya zveshuwa
Ndauya Tafara, ndauya Tanaka
Ndauya Ranga, ndauya Chipedza
Ndinoda kutenda ndaona ranhasi
Ndirimo murace ndini rimwe horse
Musango musango handivhunduke loss
Skiri racho rekunanganisa pasource
Handisi kudyara muconcrete
Nerimwe zuva ndichadhonza semagnet
Kukundikana kuriko haisi secret
Misi hai… marzz
CHORUS
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike
Hakuna zuva risingasvike
Hakuna zuva rinobuda risingadoke
Changu ndechekuvhura pasingavhurike
Handitsauke nzira handirasike
Ouu uuu
The post Enzo Ishall Lyrics – Zuva Risingasvike appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Enzo Ishall Lyrics – Ehee appeared first on Provoker Magazine.
]]>
Ehee Ehee Ehee
Ehee Ehee Ehee
Ndoda kupisa paobvious
Zvisina kumira mushe zviri serious
SaScott, Kuku
Kune variko ndisiye ndisimbise
Mwari ndokumbira kuti vachenese
Kana ndatanga ndisiye ndipedzese
Ndimerure ini handitengese
Tiri kuno, tiri kuno
Hatina chinono, titone zano
Hatipo pakati pemazino
Asi nhasi asiyana nemusi uno
Dziichava nhoroondo
Mwari vanobudisa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo Mambo vano chinja musambo
(Chorus)
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
So, zvaikozvino ndiri covered
Handimbomire ndinoramba ndiri forward
Handimerure handi linke nemacowards
Nditori mudie hard
Zvaitombonetsa, zvaitononotsa
Zvaitovhundutsa, pachivhurumutsa
Pakabubhurutsa shiri takadzipotsa
Asi inzwi ndakarinzwa richiti
Nyarara nyarara
Hauna kuraswa, hausi marara
Mwari vakamuka havana kurara
Chitarira uone mhandu yoparara
Dzichava nhoroondo
Mwari vanobudisa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo Mambo vano chinja musambo
(Chorus)
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
Ndokwikwidza, ndokwikwidza
Handisi kumira ndopamidza
Chakandirwadza chakandichenjedza
Ndosaka pasina chichandidonhedza
Ndasimba ndakafamba
Ndasimba nerima ndasimba
Vazvimba
Zvekudyika dyika ndakazviramba
Dzichava nhoroondo
Mwari vanobudisa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo Mambo vano chinja musambo
(Chorus)
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
Kune variko ndisoiye ndisimbise
Mwari ndokumbira kuti vachenese
Kana ndatanga ndisiye ndipedzese
Ndimerure ini handitengese
Tiri kuno, tiri kuno
Hatina chinono, titone zano
Hatipo pakati pemazino
Asi nhasi asiyana nemusi uno
Dzichava nhoroondo
Mwari vanobudisa mudondo
Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo
Nekuti ndivo Mambo vano chinja musambo
(Chorus)
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
Ehee, Ehee, Ehee
Taitombodai so,
Takumbodai so
(credits)
Nyati, ndi Philip Mataranyika
Finesse, ndiKudzanai
Gangster corner
The post Enzo Ishall Lyrics – Ehee appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Enzo Ishall lyrics – Takuita So [Holy Ten diss track] appeared first on Provoker Magazine.
]]>
Brrrrrrr
Akakumisa Tammy
Akakumisa Tammy wakanzi easy apapa ndepaChiweda
Nyangwe Chiweda isiri mbada
Anongopadya pauri kuda
Kana ndanyepa ndigere zuda
Undigere zuda
Takuita sei?
Takuita so
Ndakukutsvukisa ziso
Ndobva ndakubvisa chiri kumeso
Uri gitare kuno kuMacheso
Kukohwa mumunda menyu
Ndicho chironda chandaisa munyu
Zvanga zvakafa ndazvipa upenyu
Handivhunduke mutsindo wedzvinyu
Uchiri kumuda Gamu
Gamu asina maza**
Unenge saskam unovhunduka ice-cream
Tarisa diagram
Ndakuchingisa program
Vachakutsvaga vachakushaya
Pavachafona vachida mujaya
Ari pachemba ari kuchaya
Makumi gumi edzvene huro yadzipwa nembambaira
Amhanya aneta ananaira
Afamba adonha akambaira
Keliya nhanha kwana
Kudzi atadzisa nhanha lala
Vangavachida maanswer ndikavati Gumi rava pole dancer
Ndakamudzura kaTen
Ndikamudzura kaLy
Asara ari kaHoe kabadza
Ndagara ndakamukwadza kwadza
Zvakamurwadza pandakagona zvavakatadza
Pandakapedza ndakavamedza
Ndakavanyudza ndikavaudza
Kuti ndinoshungurudza
Tseke
Hapana eke mira ndicheke
Haupamuke hausimuke haupadzoke haupepuke
Tseke
Musadhomoke handivhunduke
BRRRRR
Uri kuda Tami?
Tami ane mota
Tanga wabuda mutsoka
The post Enzo Ishall lyrics – Takuita So [Holy Ten diss track] appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Prophet to buy Enzo Ishall stand in Harare appeared first on Provoker Magazine.
]]>The Prophet, who was once caught up in scandals with the late fitness trainer Moana, is also known for buying a car for DJ Towers for his birthday.

During a live with Dj Towers, Prophet Edd revealed that on Wednesday Enzo Ishall will have a stand in Harare since he didn’t previously own one. Watch a snippet of the live below:
https://www.instagram.com/p/COGKb-qJH-y/
I guess now we play the waiting game as Wednesday approaches.
What are your thoughts?
Let us know in the comment section below.
The post Prophet to buy Enzo Ishall stand in Harare appeared first on Provoker Magazine.
]]>The post Watch: Enzo Ishall Kanjiva Official Music Video appeared first on Provoker Magazine.
]]>Enzo Ishall’s Kanjiva is probably the most played song at the moment on radio, but the video which has been out for a while now hasn’t received the same attention, so we thought we could share it with other Zimdancehall fans out there.
The post Watch: Enzo Ishall Kanjiva Official Music Video appeared first on Provoker Magazine.
]]>